1 Samueri 31:12 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

mhare dzavo dzose dzakasimuka dzikafamba usiku hwose dzichienda kuBheti Shani. Vakaburutsa mitumbi yaSauro navanakomana vake kubva pamasvingo eBheti Shani vakaenda kuJabheshi, kwavakandoipisa.

1 Samueri 31

1 Samueri 31:11-13