1 Samueri 30:6 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Dhavhidhi akatambudzika zvikuru nokuti vanhu vakanga vachitaura zvokuda kumutaka namabwe; mumwe nomumwe akanga ane shungu mumweya make nokuda kwavanakomana navanasikana vake. Asi Dhavhidhi akawana simba muna Jehovha Mwari wake.

1 Samueri 30

1 Samueri 30:1-14