1 Samueri 30:3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Dhavhidhi navanhu vake vakati vasvika kuZikiragi, vakariwana raparadzwa nomoto, uye vakadzi vavo navanakomana navanasikana vavo vakanga vatapwa.

1 Samueri 30

1 Samueri 30:1-5