1 Samueri 30:26 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Dhavhidhi akati asvika muZikiragi, akatumira zvimwe zvezvakapambwa kuvakuru veJudha, avo vakanga vari shamwari dzake, achiti, “Hecho chipo chenyu chamapiwa chabva pane zvakapambwa zvavavengi vaJehovha.”

1 Samueri 30

1 Samueri 30:18-31