1 Samueri 30:23 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Dhavhidhi akati, “Kwete hama dzangu, hamufaniri kuita izvozvo pane zvatakapiwa naJehovha. Ndiye akatidzivirira akaisa mumaoko edu varwi vakauya kuzorwa nesu.

1 Samueri 30

1 Samueri 30:18-26