1 Samueri 30:20 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Akatora makwai ose nemombe dzose, uye vanhu vake vakazvitinha mberi kwezvimwe zvipfuwo, achiti, “Izvi ndizvo zvakapambwa naDhavhidhi.”

1 Samueri 30

1 Samueri 30:10-30