1 Samueri 30:10 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

nokuti varume mazana maviri vakanga vaneta kwazvo kuti vayambuke rukova. Asi Dhavhidhi namazana mana avarume vakaramba vachitevera.

1 Samueri 30

1 Samueri 30:7-13