1 Samueri 3:8 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Jehovha akadana Samueri kechitatu, uye Samueri akasimuka akaenda kuna Eri akati, “Ndiri pano, nokuti mandidana.” Ipapo Eri akaona kuti Jehovha akanga achidana mukomana uyu.

1 Samueri 3

1 Samueri 3:1-13