1 Samueri 3:13 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Nokuti ndakamuudza kuti ndichatonga mhuri yake nokusingaperi nokuda kwechivi chaaiziva pamusoro pacho, vanakomana vake vakazvigadzirira kutukwa asi iye haana kuvadzora.

1 Samueri 3

1 Samueri 3:3-21