1 Samueri 29:9 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Akishi akati, “Ndinoziva kuti wanga uchifadza pamberi pangu somutumwa waMwari; asi zvazvo, vakuru vehondo yavaFiristia vati, ‘Iye haafaniri kuenda nesu kuhondo.’

1 Samueri 29

1 Samueri 29:7-10