1 Samueri 28:9 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Asi mukadzi akati kwaari, “Zvirokwazvo unoziva iwe zvakaitwa naSauro. Akauraya masvikiro navauki kubva panyika. Ko, waisirei musungo muupenyu hwangu kuti undiurayise?”

1 Samueri 28

1 Samueri 28:1-19