1 Samueri 28:7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo Sauro akati kuvaranda vake, “Nditsvakirei mukadzi anosvikirwa, kuti ndiende kundobvunza kwaari.” Ivo vakati, “Kuno mumwe ari paEndori.”

1 Samueri 28

1 Samueri 28:1-13