1 Samueri 28:21 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mukadzi paakaenda pana Sauro akaona kuti akanga avhundutswa kwazvo, akati kwaari, “Tarirai, murandakadzi wenyu akakuteererai. Ndakaisa upenyu hwangu mumaoko angu ndikaita zvamakandiudza kuti ndiite.

1 Samueri 28

1 Samueri 28:14-25