1 Samueri 28:17 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Jehovha akaita zvaakataura kare kubudikidza neni. Jehovha akabvarura umambo akahubvisa mumaoko ako akahupa kuno mumwe wavavakidzani vako, kuna Dhavhidhi.

1 Samueri 28

1 Samueri 28:11-19