1 Samueri 27:8 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zvino Dhavhidhi navanhu vake vakaenda vakandopamba vaGeshuri, vaGeziri, navaAmareki. (Kubva kare vanhu ava vakanga vachigara munyika yaisvika kuShuri neIjipiti.)

1 Samueri 27

1 Samueri 27:6-12