1 Samueri 27:10 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Akishi aiti amubvunza kuti, “Wanga waenda kundopamba kupiko nhasi?” Dhavhidhi aiti, “Kurutivi rweZasi kweJudha kana kuti kurutivi rweZasi kweJerameeri kana kuti kurutivi rweZasi kweKeni.”

1 Samueri 27

1 Samueri 27:3-12