1 Samueri 26:25 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo Sauro akati kuna Dhavhidhi, “Iwe uropafadzwe, mwanakomana wangu Dhavhidhi; iwe uchaita zvinhu zvikuru uye zvirokwazvo uchakunda.” Saka Dhavhidhi akaenda hake, uye Sauro akadzokera kumusha.

1 Samueri 26

1 Samueri 26:17-25