1 Samueri 26:21 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo Sauro akati, “Ndakatadza. Dzoka, Dhavhidhi mwanakomana wangu. Nokuti waona kukosha kwoupenyu hwangu nhasi, handichaedzi kukuuraya zvakare. Zvirokwazvo ndakaita sebenzi uye ndakatadza zvikuru.”

1 Samueri 26

1 Samueri 26:17-25