1 Samueri 26:12 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Saka Dhavhidhi akatora pfumo nechirongo chemvura pedyo nomusoro waSauro, ivo ndokubvapo. Hakuna akaona kana kuziva nezvazvo, uye hakuna kana akamuka. Vose vakanga vavete, nokuti Jehovha akanga avapa hope huru.

1 Samueri 26

1 Samueri 26:2-20