1 Samueri 25:44 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Asi Sauro akanga apa mwanasikana wake Mikari, mukadzi waDhavhidhi, kuna Paritieri mwanakomana waRaishi, akanga achibva kuGarimi.

1 Samueri 25

1 Samueri 25:36-44