1 Samueri 25:31 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

tenzi wangu haangazovi nomutoro unorema pahana yake wokuteura ropa risina mhosva kana wokuzvitsivira pachake. Uye kana Jehovha akakundisa tenzi wangu, murangarire henyu murandakadzi wenyu.”

1 Samueri 25

1 Samueri 25:23-39