1 Samueri 25:28 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ndapota hangu regererai murandakadzi wenyu pakukanganisa kwake, nokuti Jehovha achaitira tenzi wangu imba youmambo yakasimba, nokuti iye anorwa hondo dzaJehovha. Kuita kwakaipa ngakurege kuwanikwa mamuri muupenyu hwenyu hwose.

1 Samueri 25

1 Samueri 25:24-31