1 Samueri 25:16 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vakanga vari rusvingo kwatiri usiku namasikati nguva yose yatakanga tichifudza makwai edu pedyo navo.

1 Samueri 25

1 Samueri 25:11-18