1 Samueri 25:14 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mumwe wavaranda akataura kuna Abhigairi mukadzi waNabhari akati, “Dhavhidhi akatuma nhume kubva kurenje kuzokwazisa vatenzi vedu, asi ivo vakavatuka.

1 Samueri 25

1 Samueri 25:4-24