1 Samueri 25:12 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vanhu vaDhavhidhi vakatendeuka vakadzokera havo. Vakati vasvika, vakamutaurira mashoko ose.

1 Samueri 25

1 Samueri 25:8-16