1 Samueri 24:8 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo Dhavhidhi akabuda mubako akadanidzira kuna Sauro achiti, “Ishe wangu mambo!” Sauro akati acheuka, Dhavhidhi akakotamira pasi nechiso chake.

1 Samueri 24

1 Samueri 24:1-13