1 Samueri 24:22 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Saka Dhavhidhi akapika kuna Sauro. Ipapo Sauro akadzokera kumusha kwake, asi Dhavhidhi navanhu vake vakaenda kunhare yavo.

1 Samueri 24

1 Samueri 24:17-22