1 Samueri 24:19 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Kana munhu akawanikidza muvengi wake angamurega achienda asina vanga here? Jehovha ngaakuripire zvakanaka nokuda kwezvawakandiitira.

1 Samueri 24

1 Samueri 24:17-22