1 Samueri 23:17 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Iye akati kwaari, “Usatya. Baba vangu Sauro havasi kuzokubata. Iwe uchava mambo weIsraeri, uye ini ndichava wechipiri kwauri. Kunyange baba vangu Sauro vanozviziva izvi.”

1 Samueri 23

1 Samueri 23:9-23