1 Samueri 23:15 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Dhavhidhi paakanga ari paHoreshi muRenje reZifi, akanzwa kuti Sauro akanga auya kuzomuuraya.

1 Samueri 23

1 Samueri 23:13-19