1 Samueri 22:8 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ndizvo here zvaita kuti imi mose murangane kundimukira? Hakuna anondiudza nguva inoita mwanakomana wangu sungano nomwanakomana waJese. Hakuna kana mumwe wenyu ane hanya neni kana anondizivisa kuti mwanakomana wangu akarunzira muranda wangu kuti andivandire, sezvaanoita nhasi.”

1 Samueri 22

1 Samueri 22:7-15