1 Samueri 22:5 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Asi muprofita Gadhi akati kuna Dhavhidhi, “Usagara munhare. Enda munyika yeJudha.” Saka Dhavhidhi akabva akaenda kusango reHereti.

1 Samueri 22

1 Samueri 22:1-14