1 Samueri 22:2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vose vaitambudzika kana kuti vaiva nezvikwereti, kana vainyunyuta vakaungana kwaari uye akava mutungamiri wavo. Varume vanenge mazana mana vakanga vanaye.

1 Samueri 22

1 Samueri 22:1-4