1 Samueri 21:8 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Dhavhidhi akabvunza Ahimereki akati, “Hamuna pfumo kana munondo pano here? Handina kuuya nomunondo wangu kana chimwe chombo zvacho, nokuti basa ramambo ranga riri rokukurumidza.”

1 Samueri 21

1 Samueri 21:3-15