1 Samueri 21:6 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Saka muprista akamupa chingwa chakatsaurwa, sezvo pakanga pasina chingwa kunze kwechingwa choKuvapo chakanga chabviswa pamberi paJehovha uye chikatsiviwa nechingwa chinopisa musi iwoyo wachakabviswa.

1 Samueri 21

1 Samueri 21:1-13