1 Samueri 21:13 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Saka akazviita benzi pamberi pavo; uye paakanga ari mumaoko avo akazviita somunhu anopenga, achikwara-kwara pamagonhi esuo uye achirega mate achisiririkira pandebvu dzake.

1 Samueri 21

1 Samueri 21:6-15