1 Samueri 20:38 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo akadanidzira kwaari akati, “Kurumidza! Enda nokukasika! Usamira!” Mukomana akanonga museve akadzokera kuna tenzi wake.

1 Samueri 20

1 Samueri 20:37-42