1 Samueri 20:27 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Asi pazuva rakatevera, iro zuva rechipiri romwedzi, nzvimbo yaDhavhidhi yakanga isina munhu zvakare. Ipapo Sauro akati kuna Jonatani mwanakomana wake, “Seiko mwanakomana waJese asina kuuya kuzodya zuro nanhasi?”

1 Samueri 20

1 Samueri 20:25-30