1 Samueri 20:22 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Asi kana ndikati kumukomana, ‘Tarira, miseve iri mberi kwako,’ ipapo unofanira kuenda hako, nokuti Jehovha akuendesa kure.

1 Samueri 20

1 Samueri 20:21-32