1 Samueri 20:18 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo Jonatani akati kuna Dhavhidhi, “Mangwana, mutambo woKugara kwoMwedzi. Iwe uchashayikwa, nokuti chigaro chako chichange chisina munhu.

1 Samueri 20

1 Samueri 20:12-22