1 Samueri 20:13 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Asi kana baba vangu vachida kukuuraya, Jehovha ngaandirove, zvinorwadza kwazvo, kana ndikasakuzivisa uye ndikasakuendesa norugare. Jehovha ngaave newe sezvaakanga akaita kuna baba vangu.

1 Samueri 20

1 Samueri 20:10-18