1 Samueri 20:1 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo Dhavhidhi akatiza kubva kuNayoti paRama akaenda kuna Jonatani uye akamubvunza akati, “Ndaita seiko hangu? Mhosva yangu ndeyei? Baba vako ndavatadzirei, zvavanotsvaka kundiuraya?”

1 Samueri 20

1 Samueri 20:1-6