1 Samueri 2:8 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Anosimudza varombo kubva paguruva uye anosimudza vanoshaya kubva padurunhuru ramadota;anovagarisa namachinda uye anovaita kuti vagare nhaka yechigaro choumambo chokukudzwa.“Nokuti nheyo dzenyika ndedzaJehovha, pamusoro padzo akamisa nyika.

1 Samueri 2

1 Samueri 2:1-16