1 Samueri 2:27 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zvino munhu waMwari akauya kuna Eri akati kwaari, “Zvanzi naJehovha, ‘Handina kuzviratidza pachena kuimba yababa vako here pavaiva muIjipiti pasi paFaro?

1 Samueri 2

1 Samueri 2:18-32