1 Samueri 19:22 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Pakupedzisira, iye akaendawo kuRama akaenda kutsime guru rapaSeku. Zvino akabvunza akati, “Samueri naDhavhidhi varipiko?” Ivo vakati, “Uko kuNayoti paRama.”

1 Samueri 19

1 Samueri 19:21-24