1 Samueri 19:20 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Saka akatuma vanhu kundomubata. Asi vakati vaona boka ravaprofita vachiprofita, naSamueri amire ipapo somutungamiri wavo, Mweya waMwari wakauya pamusoro pavanhu vaSauro uye naivowo vakaprofita.

1 Samueri 19

1 Samueri 19:13-24