1 Samueri 19:18 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Dhavhidhi akati atiza uye apunyuka, akaenda kuna Samueri kuRama akamuudza zvose zvakanga zvaitwa kwaari naSauro. Ipapo iye naSamueri vakaenda kuNayoti vakandogarako.

1 Samueri 19

1 Samueri 19:9-24