1 Samueri 19:15 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo Sauro akadzorera vanhu kwakare kuti vandoona Dhavhidhi akataura kwavari akati, “Uyai naye kuno kwandiri ari pamubhedha wake kuti ndigomuuraya.”

1 Samueri 19

1 Samueri 19:14-24