1 Samueri 19:11 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Sauro akatuma vanhu kumba kwaDhavhidhi kuti vairinde uye kuti vamuuraye mangwanani. Asi Mikari, mukadzi waDhavhidhi, akamuudza kuti, “Kana ukasatiza noupenyu hwako manheru ano, mangwana uchaurayiwa.”

1 Samueri 19

1 Samueri 19:7-12