1 Samueri 18:8 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Sauro akatsamwa zvikuru; kuimba uku kwakamutsa hasha dzake akati, “Vapa Dhavhidhi makumi ezviuru zvamazana, asi ini zviuru chete. Chimwe chii chaangawana kunze kwoumambo?”

1 Samueri 18

1 Samueri 18:1-11